Numeri 1:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 “Asi vedzinza raRevhi usaverenge, usavaverengere mukati mavanhu veIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Asi ʋorudzi rwaRevi ʋoga usaʋaʋereŋga, usaʋaʋereŋgera pakati paʋana ʋaIsraeri; See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 “Asi vorudzi rwaRevhi voga usavaverenga, usavaverengera pakati pavana vaIsiraeri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 “Asi vedzinza raRevhi usaverenge, usavaverengere mukati mavanhu veIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 “Asi vedzinza raRevhi usaverenge, usavaverengere mukati mavanhu veIsiraeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 “Haufaniri kuverenga rudzi rwaRevhi kana kuvabatanidzira pakuverengwa kwavamwe vaIsraeri. See the chapter |