Mupiro 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Munhu anovhurumukira kupika mhiko yokuita zvakaipa kana zvakanaka, kana kuita chipikepike zvacho chemhiko chingaitwe nomunhu akazonyatsoziva mhiko yaakaita pakarepo atova nemhosva yechimwe chazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana munhu akapika nomuromo wake, asiŋgafuŋgi kwaɀo, kundoita ɀakaipa kana kundoita ɀakanaka, cinhu cipi necipi caakapika, asiŋgafuŋgi kwaɀo, cikasazikanwa naye; kana akazociziʋa, ucaʋa nemhoȿa kunecimŋe caiɀoɀo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 “Kana munhu akapika nomuromo wake, asingafungi kwazvo, kundoita zvakaipa kana kundoita zvakanaka, chinhu chipi nechipi chaakapika, asingafungi kwazvo, chikasazikanwa naye; kana akazochiziva, achava nemhosva kune chimwe chaizvozvo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Munhu anovhurumukira kupika mhiko yokuita zvakaipa kana zvakanaka, kana kuita chipikepike zvacho chemhiko chingaitwe nomunhu akazonyatsoziva mhiko yaakaita pakarepo atova nemhosva yechimwe chazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Munhu anovhurumukira kupika mhiko yokuita zvakaipa kana zvakanaka, kana kuita chipikepike zvacho chemhiko chingaitwe nomunhu akazonyatsoziva mhiko yaakaita pakarepo atova nemhosva yechimwe chazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “ ‘Kana kuti munhu asina kunyatsofungisisa akaita mhiko yokuti achaita chimwe chinhu, chingava chakanaka kana chakaipa, panyaya ipi zvayo, munhu yaanenge apika pamusoro payo asina kufungisisa, kunyange zvazvo asingazvizivi, paanozozviziva achava nemhosva. See the chapter |