Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 16:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Tenzi akati kuna Mosesi, “Udza mukoma wako Aroni kuti arege kuita chipindepinde munzvimbo inoera kuseri kwejira rokudzikatirisa achisebera pahwidibiro yebhokisi rechitenderano, angadaro akafa nokuti ini ndichazviratidza ndiri mugore nechapamusoro pehwibidiro iyoyo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Jehova akati kunaMosesi: Taura naAroni mukuru wako, kuti arege kupinda ŋguʋa dzose panɀimbo tȿene mukati mecidzitiro, pamberi pecifunhiro cokuyananisa, ciri pamsoro peareka, kuti arege kufa; nokuti ndicaɀiratidza mugore pamsoro pecifunhiro cokuyananisa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Jehovha akati kuna Mosesi, “Taura naAroni mukuru wako, kuti arege kupinda nguva dzose panzvimbo tsvene mukati mechidzitiro, pamberi pechifunhiro chokuyananisa, chiri pamusoro peareka, kuti urege kufa; nokuti ndichazviratidza mugore pamusoro pechifunhiro chokuyananisa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Tenzi akati kuna Mosesi, “Udza mukoma wako Aroni kuti arege kuita chipindepinde munzvimbo inoera kuseri kwejira rokudzikatirisa achisebera pahwidibiro yebhokisi rechitenderano, angadaro akafa nokuti ini ndichazviratidza ndiri mugore nechapamusoro pehwibidiro iyoyo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Jehovha akati kuna Mozisi, “Udza mukoma wako Aroni kuti asangopinda paanodira muNzvimbo Tsvene-tsvene kuseri kwechidzitiro pamberi pechigaro chenyasha paareka, nokuti angangofa, nokuti ndinozviratidza mugore pamusoro pechigaro chenyasha.

See the chapter Copy

Mupiro 16:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements