Mika 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa, munovhiya vanhu vangu ganda muchivamwaura nyama pamapfupa avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iyemi, munoʋeŋga ɀakanaka, muciɗa ɀakaipa, munoviya ʋanhu ganda raʋo, mucibvambura nyama yaʋo pamafupa aʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Iyemi, munovenga zvakanaka, muchida zvakaipa, munovhiya vanhu ganda ravo, muchibvambura nyama yavo pamapfupa avo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa, munovhiya vanhu vangu ganda muchivamwaura nyama pamapfupa avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa, munovhiya vanhu vangu ganda muchivamwaura nyama pamapfupa avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa; munofunura ganda pamapfupa; See the chapter |