Mateo 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakatya, ʋakarumbidza Mŋari, wakapa ʋanhu simba rakaɗai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vanhu vazhinji vakati vachizviona, vakatya, vakarumbidza Mwari, akapa vanhu simba rakadai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vanhu vazhinji pavakazviona, vakazadzwa nokutya uye vakarumbidza Mwari uyo akanga apa simba rakadai kuvanhu. See the chapter |