Online Bible

- Advertisements -

Mateo 9:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvitadzo” akati kune munhu uya akanga akatonhora mitezo, “Simuka utore bonde rako uende kumusha.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi kuti muziʋe kuti Mŋanakomana womunhu unesimba panyika rokukaŋganwira ɀiʋi, (akati kumunhu wakaŋga akafa mitezo:) Simuka, tora nhoʋo dzako, uende kumba kwako!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo,) “Simuka, tora nhoo dzako, uende kumba kwako!”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvitadzo” akati kune munhu uya akanga akatonhora mitezo, “Simuka utore bonde rako uende kumusha.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvitadzo” akati kune munhu uya akanga akatonhora mitezo, “Simuka utore bonde rako uende kumusha.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi kuti mugoziva kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Ipapo akati kumunhu uya akanga akafa mitezo, “Simuka, tora bonde rako uende kumba.”

See the chapter Copy

Mateo 9:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements