Online Bible

- Advertisements -

Mateo 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Hoyo mumwe munhu akanga ana maperembudzi akauya kwaari akasvikopfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, kana muchida zvenyu, munokwanisa kundiporesa muchindichenura.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Tarira, munhu unamaperembudzi akaʋuya kwaari, akamunamata, akati: Ishe, kana muciɗa, munogona kundinatsa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Tarira, munhu anamaperembudzi akauya kwaari, akamupfugamira, akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Hoyo mumwe munhu akanga ana maperembudzi akauya kwaari akasvikopfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, kana muchida zvenyu, munokwanisa kundiporesa muchindichenura.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Hoyo mumwe munhu akanga ana maperembudzi akauya kwaari akasvikopfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, kana muchida zvenyu, munokwanisa kundiporesa muchindichenura.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Mumwe murume aiva namaperembudzi akauya akasvikopfugama paari akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.”

See the chapter Copy

Mateo 8:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements