Mateo 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira unopiwa; unotȿaka unowana; unogogodza unozarurirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 “Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka aNowana; anogogodza anozarurirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo. See the chapter |