Mateo 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Dhiabhori akamutorazve akaenda naye kugomo refu–refu akamuratidza umambo noumambo hwapasi pose nembiri yaho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Diaborosi akamuisa ɀe pagomo refu‐refu, akamuratidza ʋushe bgose bgenyika, nokubginya kwabgo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Dhiabhori akamuisazve pagomo refu-refu, akamuratidza ushe hwose hwenyika, nokubwinya kwahwo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Dhiabhori akamutorazve akaenda naye kugomo refu–refu akamuratidza umambo noumambo hwapasi pose nembiri yaho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Dhiabhori akamutorazve akaenda naye kugomo refu–refu akamuratidza umambo noumambo hwapasi pose nembiri yaho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Dhiabhori akamutorazve akaenda naye pamusoro pegomo refu kwazvo uye akamuratidza ushe hwose hwenyika nokubwinya kwahwo, See the chapter |