Mateo 27:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndipo pakazadzikiswa zvakataurwa nomuporofita Jeremiya achiti, “Vakatora mari yesirivha makumi matatu waiva mutengo wakatemwa navaIsiraeri wokumutenga nawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ɀakarebga nomuprofita Jeremia ɀakaitika, ɀinoti: Ʋakatora masirveri anamakumi matatu, Muteŋgo waiye wakatarirwa muteŋgo, Uyo wakatarwa naʋana ʋaIsraeri; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino zvakarehwa nomuporofita Jeremiya zvakaitika, zvinoti: “Vakatora mari yesirivha makumi matatu, Mutengo womunhu aitengeswa, Wakatarwa navana vaIsiraeri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndipo pakazadzikiswa zvakataurwa nomuporofita Jeremiya achiti, “Vakatora mari yesirivha makumi matatu waiva mutengo wakatemwa navaIsiraeri wokumutenga nawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndipo pakazadzikiswa zvakataurwa nomuporofita Jeremiya achiti, “Vakatora mari yesirivha makumi matatu waiva mutengo wakatemwa navaIsiraeri wokumutenga nawo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo zvakabva zvazadziswa zvakataurwa nomuprofita Jeremia zvinoti, “Vakatora makumi matatu esirivha, mutengo waakatengeswa nawo navanhu veIsraeri, See the chapter |