Online Bible

- Advertisements -

Mateo 22:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 akatuma ʋaranda ʋake kundoɗana aʋo ʋakaŋga ʋakokerwa kumutambo wokuwana; ʋakaramba kuʋuya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 akatuma varanda vake kundodana avo vakanga vakokerwa kumutambo wokuchata; vakaramba kuuya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Akatuma varanda vake kuna avo vainge vakakokwa kumutambo kuti vachiuya, asi vakaramba kuuya.

See the chapter Copy

Mateo 22:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements