Online Bible

- Advertisements -

Mateo 19:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Uye ini ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake kunze kokunge aita upombwe achizoroora mumwe anoita upombwe.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndinoti kwamuri: Aninani unorasha mukadzi wake, asi nemhaka yoʋupombge, akawana mumŋe, unoita ʋupombge; nounowana wakarashwa, unoita ʋupombge.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake, asi nemhaka youpombwe, akawana mumwe, anoita upombwe; noanowana wakarambwa, anoita upombwe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Uye ini ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake kunze kokunge aita upombwe achizoroora mumwe anoita upombwe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Uye ini ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake kunze kokunge aita upombwe achizoroora mumwe anoita upombwe.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ndinokuudzai kuti ani naani anoramba mukadzi wake, kunze chete nokuda kwoupombwe, akazowana mumwe mukadzi, atoita upombwe.”

See the chapter Copy

Mateo 19:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements