Mateo 15:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti Mwari, akati, ‘Remekedza Baba naamai vako uye kuti munhu anotaura zvakaipa nezvababa kana amai vake anofanira kuti afe.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Mŋari wakati: Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako; ʋuye, Unotuka ɓaɓa kana mai, ŋgaafe norufu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 “Nokuti Mwari wakati, ‘Kudza baba vako namai vako;’ uye, ‘Anotuka baba kana mai, ngaafe norufu.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti Mwari, akati, ‘Remekedza Baba naamai vako uye kuti munhu anotaura zvakaipa nezvababa kana amai vake anofanira kuti afe.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti Mwari, akati, ‘Remekedza Baba naamai vako uye kuti munhu anotaura zvakaipa nezvababa kana amai vake anofanira kuti afe.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti Mwari akati, ‘Kudza baba vako namai vako’ uye, ‘Ani naani anotuka baba kana mai vake anofanira kuurayiwa.’ See the chapter |