Online Bible

- Advertisements -

Mariko 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Hanzu dzake dzakapenya dzikachena kuti mbu–u chaizvo zvokuti hapana musuki pasi pano angagone kudzichenesa kudaro.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ŋguʋo dzake dzikapenya, dzikacena ɀikuru; hakunomusuki pano panyika, uŋgagona kudzicenesa dzikaɗaro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nguo dzake dzikapenya, dzikachena zvikuru; hakuna musuki pano panyika, angagona kudzichenesa kudaro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Hanzu dzake dzakapenya dzikachena kuti mbu–u chaizvo zvokuti hapana musuki pasi pano angagone kudzichenesa kudaro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Hanzu dzake dzakapenya dzikachena kuti mbu–u chaizvo zvokuti hapana musuki pasi pano angagone kudzichenesa kudaro.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Nguo dzake dzakapenya, dzikachena kupfuura zvingacheneswa nomunhu upi zvake munyika muno.

See the chapter Copy

Mariko 9:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements