Mariko 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ndine urombo kwazvo negungano ravanhu iri nokuti vanga vaneni kwamazuva matatu aya, zvino havachisina chokudya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ndinetsitsi naʋanhu ʋazhinji, nokuti atoʋa mazuʋa matatu aʋakagara neni ʋasinaɀaʋaŋgadya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Ndine tsitsi navanhu vazhinji, nokuti atova mazuva matatu avakagara neni vasina zvavangadya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ndine urombo kwazvo negungano ravanhu iri nokuti vanga vaneni kwamazuva matatu aya, zvino havachisina chokudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Ndine urombo kwazvo negungano ravanhu iri nokuti vanga vaneni kwamazuva matatu aya, zvino havachisina chokudya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ndine urombo kwazvo navanhu ava; atova mazuva matatu vaneni uye havana chokudya. See the chapter |