Mariko 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akatizve kwavari: “Makanyatsozviwanira nzira yokunzvenga nayo murao waMwari kuti muwane machengetero amagamuchidzanwa etsika dzenyu,” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, munoramba murairo waMŋari, kuti muceŋgete tsika dzenyu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Akati kwavari, “Zvirokwazvo, munoramba murayiro waMwari, kuti muchengete tsika dzenyu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akatizve kwavari: “Makanyatsozviwanira nzira yokunzvenga nayo murao waMwari kuti muwane machengetero amagamuchidzanwa etsika dzenyu,” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akatizve kwavari: “Makanyatsozviwanira nzira yokunzvenga nayo murao waMwari kuti muwane machengetero amagamuchidzanwa etsika dzenyu,” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye akati kwavari, “Mune nzira chaiyo yokuisa parutivi nayo mirayiro yaMwari kuitira kuti mucherechedze tsika dzenyuwo! See the chapter |