Mariko 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakaona kuti vamwe vavadzidzi vake vaidya chingwa namaoko ane tsvina, zvinoreva kuti, asina kushambwa, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakaʋona ʋamŋe ʋaʋadzidzi ʋake ʋacidya namaʋoko anetȿina, ndokuti asina‐kushambga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 vakaona vamwe vadzidzi vake vachidya namaoko ane tsvina, ndokuti asina kushambwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakaona kuti vamwe vavadzidzi vake vaidya chingwa namaoko ane tsvina, zvinoreva kuti, asina kushambwa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakaona kuti vamwe vavadzidzi vake vaidya chingwa namaoko ane tsvina, zvinoreva kuti, asina kushambwa, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 vakaona vamwe vavadzidzi vake vachidya zvokudya namaoko akanga ane “tsvina,” ndiko kuti, asina kushambwa. See the chapter |