Mariko 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jesu achingobuda mugwa, akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumakuva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino wakati aɓuɗa mugwa, pakarepo akasoŋgana nomunhu waiʋa nomŋeya wetȿina, acibva kumarinda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino akati abuda muigwa, pakarepo akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumarinda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jesu achingobuda mugwa, akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumakuva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jesu achingobuda mugwa, akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumakuva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jesu akati abuda mugwa, mumwe murume akanga ano mweya wakaipa akauya achibva kumakuva kuti azosangana naye. See the chapter |