Mapisarema 96:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 kufarira TENZI, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama, achatonga ndudzi zviri pachokwadi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 PamberipaJehova, nokuti unoʋuya; Nokuti unoʋuya kuzotoŋga pasi; Ucatoŋga nyika ɀakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Pamberi paJehovha, nokuti anouya; Nokuti anouya kuzotonga pasi; Achatonga nyika zvakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 kufarira TENZI, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama, achatonga ndudzi zviri pachokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 kufarira TENZI, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama, achatonga ndudzi zviri pachokwadi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 ichaimba pamberi paJehovha, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nokururama, uye vanhu nechokwadi chake. See the chapter |