Mapisarema 96:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Taurai kumarudzi kuti, “TENZI ndiye anotonga, hongu nyika yakanyatsosimba, haitsukunyuki, achatonga marudzi zvine ruenzaniso.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Itiyi pakati paʋahedeni: Jehova ndiye unoɓata ʋushe; Nyika ʋo yakasimbiswa, kuti irege kuzunuŋguswa; Iye ucatoŋga ʋanhu ɀakarurama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Itiyi pakati pavahedheni, “Jehovha ndiye anobata hushe; Nyikawo yakasimbiswa, kuti irege kuzununguswa; Iye achatonga vanhu zvakarurama.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Taurai kumarudzi kuti, “TENZI ndiye anotonga, hongu nyika yakanyatsosimba, haitsukunyuki, achatonga marudzi zvine ruenzaniso.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Taurai kumarudzi kuti, “TENZI ndiye anotonga, hongu nyika yakanyatsosimba, haitsukunyuki, achatonga marudzi zvine ruenzaniso.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Muti pakati pendudzi, “Jehovha ndiye anobata ushe.” Nyika yakanyatsosimbiswa, haingazungunuswi; uye achatonga marudzi nokururama. See the chapter |