Mapisarema 93:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI anotonga akapfeka ukuru-ukuru, TENZI akapfeka akasunga simba muchiuno. Nyika yakanyatsoti dzii kumira, haimbofa yakazunguzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova unoɓata ʋushe; wakafuka ʋumambo; Jehova wakafuka simba, wakaɀisuŋga ciʋuno naro; Nyika ʋo yakateyiwa, haiŋgazunuŋguswi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha anobata ushe; akafuka umambo; Jehovha akafuka simba, akazvisunga chiuno naro; Nyikawo yakateyiwa, haingazununguswi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI anotonga akapfeka ukuru-ukuru, TENZI akapfeka akasunga simba muchiuno. Nyika yakanyatsoti dzii kumira, haimbofa yakazunguzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 TENZI anotonga akapfeka ukuru-ukuru, TENZI akapfeka akasunga simba muchiuno. Nyika yakanyatsoti dzii kumira, haimbofa yakazunguzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jehovha anobata ushe, akashongedzwa noumambo; Jehovha akashongedzwa noumambo uye akafukidzwa nesimba. Nyika yakateyiwa zvakasimba; haingazungunuswi. See the chapter |