Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 92:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Asi runyaŋga rwaŋgu makarusimudza sorunyaŋga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matȿa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Asi runyanga rwangu makarusimudza sorunyanga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matsva.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Makasimudzira runyanga rwangu sorwenyati; mafuta akaisvonaka akadururirwa pamusoro pangu.

See the chapter Copy

Mapisarema 92:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements