Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 90:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Makomo asati aberekwa musati masika nyika napasi pose. Muri Mwari narini narini, chingo nechingo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Makomo asati aɀarwa, Musati matoŋgosika nyika nevu, Kubva pakusiŋgaperi kuȿikira pakusiŋgaperi imi muri Mŋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Makomo asati azvarwa, Musati matongosika nyika nevhu, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi imi muri Mwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Makomo asati aberekwa musati masika nyika napasi pose. Muri Mwari narini narini, chingo nechingo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Makomo asati aberekwa musati masika nyika napasi pose. Muri Mwari narini narini, chingo nechingo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Makomo asati azvarwa uye musati mabudisa nyika nepasi rose, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi muri Mwari.

See the chapter Copy

Mapisarema 90:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements