Mapisarema 89:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndimi simba ravanoinzva naro; inyasha dzenyu kuti simba redu ribudirire. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti imi muri kubginya kwesimba raʋo; Runyaŋga rweɗu rucasimudzwa netsitsi dzenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti imi muri kubwinya kwesimba ravo; Runyanga rwedu ruchasimudzwa netsitsi dzenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndimi simba ravanoinzva naro; inyasha dzenyu kuti simba redu ribudirire. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndimi simba ravanoinzva naro; inyasha dzenyu kuti simba redu ribudirire. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Nokuti imi ndimi kubwinya nesimba ravo, uye nenyasha dzenyu munosimudzira runyanga rwedu. See the chapter |