Mapisarema 87:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndingagone kudoma veRahabhu neveBhabhironi kwoti veFirisitia neveTire nevekuItiopia pakati pavanondiziva zvichatonzi, “Uyu newoyo akaberekwa imomo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Rahabi neBabironi ndicati ʋari pakati paʋanondiziʋa; Tarirai, Firistia, neTire, neEtiopia; Munhu uyu wakaɀarirwa’ko. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Rahabhi neBhabhironi ndichati vari pakati pavanondiziva; “Tarirai, Firisitia, neTire, neItiopia; Munhu uyu akazvarirwako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndingagone kudoma veRahabhu neveBhabhironi kwoti veFirisitia neveTire nevekuItiopia pakati pavanondiziva zvichatonzi, “Uyu newoyo akaberekwa imomo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndingagone kudoma veRahabhu neveBhabhironi kwoti veFirisitia neveTire nevekuItiopia pakati pavanondiziva zvichatonzi, “Uyu newoyo akaberekwa imomo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Ndichanyora nezvaRahabhi neBhabhironi pakati pavanondiziva, neFiristiawo neTire, pamwe chete neEtiopia, uye vachati, ‘Uyu akaberekerwa muZioni.’ ” See the chapter |