Mapisarema 86:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinoshamisa, imi moga ndimi Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti imi muri mukuru, munoita ɀinhu ɀinoshamisa; Ndimi Mŋari woga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti imi muri mukuru, munoita zvinhu zvinoshamisa; Ndimi Mwari woga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinoshamisa, imi moga ndimi Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinoshamisa, imi moga ndimi Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinhu zvinoshamisa; imi moga ndimi Mwari. See the chapter |