Mapisarema 85:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 TENZI achapawo zvakanaka; nyika yedu ichaberekawo zvakawanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀirokwaɀo, Jehova ucapa ɀinhu ɀakanaka; Nyika yeɗu icaɓereka ɀiɓereko ɀayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Zvirokwazvo, Jehovha uchapa zvinhu zvakanaka; Nyika yedu ichabereka zvibereko zvayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 TENZI achapawo zvakanaka; nyika yedu ichaberekawo zvakawanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 TENZI achapawo zvakanaka; nyika yedu ichaberekawo zvakawanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Chokwadi, Jehovha achapa zvinhu zvakanaka, uye nyika yedu ichabereka mukoho wayo. See the chapter |