Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 81:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Inzwai ʋanhu ʋaŋgu, ndikupupurirei; Haiwa Israeri, ɗai waiɗa hako kunditerera!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Inzwai vanhu vangu, ndikupupurirei; Haiwa Isiraeri, dai waida hako kunditeerera!

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “Inzwai, imi vanhu vangu, uye ndichakuyambirai, kana mukada chete kunditeerera, imi Israeri!

See the chapter Copy

Mapisarema 81:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements