Mapisarema 81:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Wakaɀitema munaJosefa kuti ciʋe cipupuriro, Paŋguʋa yaakandorwa nenyika yeEgipita; Pandakanzwa rurimi rwandakaŋga ndisiŋgaziʋi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Wakazvitema muna Josefa kuti chive chipupuriro, Panguva yaakandorwa nenyika yeIjipiti; Pandakanzwa rurimi rwandakanga ndisingazivi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akachisimbisa somutemo wakanyorwa waJosefa panguva yaakandorwa neIjipiti, uko kwatakanzwa mutauro watakanga tisinganzwisisi. See the chapter |