Mapisarema 80:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mapazi awo akatandavara kusvika kugungwa uye mabukira awo akasvika kurwizi rweYufuretesi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Wakatandisa mataʋi awo kuȿikira paguŋgwa, Namashizha awo kuȿikira kuRwizi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Wakatandisa matavi awo kusvikira pagungwa, Namashizha awo kusvikira kuRwizi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mapazi awo akatandavara kusvika kugungwa uye mabukira awo akasvika kurwizi rweYufuretesi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mapazi awo akatandavara kusvika kugungwa uye mabukira awo akasvika kurwizi rweYufuretesi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Wakatandavadza matavi awo kusvikira kuGungwa, namabukira awo kusvikira kuRwizi. See the chapter |