Mapisarema 78:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 uye kuti varege kuita samadzibaba avo vaiva tsvuuramuromo nechizvarwa chakapanduka, vaiva chizvarwa chisina kugadzana mwoyo, vakanga vasina mweya wokutendeka kuna Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋarege kufanana namadziɓaɓa aʋo, Rwakaŋga ruri rudzi rusiŋgatereri, rwakamukira Mŋari. Rudzi rwakaramba kururamisa mŋoyo yaʋo, Ʋuye mŋeya yaʋo yakaŋga isinokutendeka kunaMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Varege kufanana namadzibaba avo, Rwakanga ruri rudzi rusingateereri, rwakamukira Mwari. Rudzi rwakaramba kururamisa mwoyo yavo, Uye mweya yavo yakanga isinakutendeka kuna Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 uye kuti varege kuita samadzibaba avo vaiva tsvuuramuromo nechizvarwa chakapanduka, vaiva chizvarwa chisina kugadzana mwoyo, vakanga vasina mweya wokutendeka kuna Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 uye kuti varege kuita samadzibaba avo vaiva tsvuuramuromo nechizvarwa chakapanduka, vaiva chizvarwa chisina kugadzana mwoyo, vakanga vasina mweya wokutendeka kuna Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Havazofanani namadzitateguru avo, rudzi rwakanga rwakasindimara uye rwaimumukira, mwoyo yavo yakanga isingateereri Mwari, mweya yavo yakanga isina kutendeka kwaari. See the chapter |