Mapisarema 78:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 kuti vaise chivimbo chavo muna Mwari varege kukanganwa mabasa aMwari, asi kuti vachengete mitemo yake See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kuti tariro yaʋo iʋe kunaMŋari, Ʋarege kukaŋganwa maɓasa aMŋari, Asi ʋaceŋgete mirairo yake; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Kuti tariro yavo ive kuna Mwari, Varege kukanganwa mabasa aMwari, Asi vachengete mirairo yake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 kuti vaise chivimbo chavo muna Mwari varege kukanganwa mabasa aMwari, asi kuti vachengete mitemo yake See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 kuti vaise chivimbo chavo muna Mwari varege kukanganwa mabasa aMwari, asi kuti vachengete mitemo yake See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo vachavimba naMwari wavo uye havangazokanganwi mabasa ake asi vachazochengeta mirayiro yake. See the chapter |