Mapisarema 77:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndinozvibvunzurudza mumwoyo mangu usiku, ndinorangarira ndichitsvagurudza mumweya wangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndinoɀiyeʋudzira kuimba kwaŋgu pakati poʋusiku; Ndinotaurirana nomŋoyo waŋgu; Mŋeya waŋgu wakanɀera kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Ndinozviyeudzira kuimba kwangu pakati pousiku; Ndinotaurirana nomwoyo wangu; Mweya wangu wakanzvera kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndinozvibvunzurudza mumwoyo mangu usiku, ndinorangarira ndichitsvagurudza mumweya wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndinozvibvunzurudza mumwoyo mangu usiku, ndinorangarira ndichitsvagurudza mumweya wangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 ndakarangarira nziyo dzangu panguva yousiku. Mwoyo wangu wakafungisisa uye mweya wangu wakabvunza ukati, See the chapter |