Mapisarema 6:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mweya wanguwo wapinda nhamo; asi nhai, TENZI, kusvikira rini chaizvo? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mŋeya waŋgu unotambudzika ʋo ɀikuru; Asi imi Jehova, mucanonoka kuȿikira riniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Mweya wangu unotambudzikawo zvikuru; Asi imi Jehovha, muchanonoka kusvikira riniko? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mweya wanguwo wapinda nhamo; asi nhai, TENZI, kusvikira rini chaizvo? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mweya wanguwo wapinda nhamo; asi nhai, TENZI, kusvikira rini chaizvo? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mweya wangu uri kurwadziwa. Haiwa Jehovha, kusvikira riniko, kusvikira riniko? See the chapter |