Mapisarema 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Makaisa rufaro mumwoyo mangu kupinda vanhu kana vawana matutu matutu embeswanwa nebvachapfacha rewaini. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Makaisa mufaro mumŋoyo maŋgu, Unopfuʋura waʋanhu kana ɀiyo ɀaʋo newaini yaʋo ɀawanzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Makaisa mufaro mumwoyo mangu, Unopfuura wavanhu kana zviyo zvavo newaini yavo zvawanzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Makaisa rufaro mumwoyo mangu kupinda vanhu kana vawana matutu matutu embeswanwa nebvachapfacha rewaini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Makaisa rufaro mumwoyo mangu kupinda vanhu kana vawana matutu matutu embeswanwa nebvachapfacha rewaini. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Makazadza mwoyo wangu nomufaro mukuru kupfuura zviyo zvavo newaini yavo itsva yakawanda. See the chapter |