Mapisarema 4:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nhai ʋanakomana ʋaʋanhu, kukudzwa kwaŋgu kucashandurwa kunyadziswa kuȿikira riniko? Mucaɗa ɀisinamaturo, nokutȿaka nhema kuȿikira rini? See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nhai vanakomana vavanhu, kukudzwa kwangu kuchashandurwa kunyadziswa kusvikira riniko? Muchada zvisina maturo, nokutsvaka nhema kusvikira rini? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nhai imi vanhu, muchashandura kukudzwa kwangu kukava chinyadziso kusvikira riniko? Muchada kutsauswa nokutsvaka vamwari venhema kusvikira riniko? Sera See the chapter |