Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti:

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Madzimambo enyika anoɀigadzira, Naʋaɓati ʋanoraŋgana, Kuzorwa naJehova nomuzodziwa wake, ʋaciti:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Madzimambo enyika anozvigadzira, Navabati vanorangana, Kuzorwa naJehovha nomuzodziwa wake, vachiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti:

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti:

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake.

See the chapter Copy

Mapisarema 2:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements