Mapisarema 16:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndakati kunaJehova: Ndimi Ishe waŋgu; Kunze kwenyu handinecinhu cakanaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; Kunze kwenyu handine chinhu chakanaka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; kunze kwenyu handina chinhu chakanaka.” See the chapter |