Mapisarema 15:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 munhu asingatauri makuhwa norurimi rwake; asingaitiri mumwe wake zvakaipa; asingatauri zvakaipa zvavamwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Iye usinamakuhwa parurimi rwake, Usiŋgaitiri shamŋari yake ɀakaipa, Usiŋgatuki waagere naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Iye asina makuhwa parurimi rwake, Asingaitiri shamwari yake zvakaipa, Asingatuki waagere naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 munhu asingatauri makuhwa norurimi rwake; asingaitiri mumwe wake zvakaipa; asingatauri zvakaipa zvavamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 munhu asingatauri makuhwa norurimi rwake; asingaitiri mumwe wake zvakaipa; asingatauri zvakaipa zvavamwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye asina makuhwa parurimi rwake, asingaitiri wokwake zvakaipa uye asingatuki waagere naye, See the chapter |