Mapisarema 14:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakatsauka ʋose, ʋakaȿiɓiswa pamŋe cete; Hapana‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Vakatsauka vose, vakasvibiswa pamwechete; Hapana anoita zvakanaka, kunyange nomumwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vose vakatsauka, vose pamwe chete vakasvibiswa; hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe. See the chapter |