Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 100:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ziʋai kuti Jehova ndiye Mŋari; Ndiye wakatiita, tiri ʋanhu ʋake; Tiri ʋanhu ʋake, namakwai anofudzwa naye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari; Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake; Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari. Ndiye akatisika, uye tiri vake; tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.

See the chapter Copy

Mapisarema 100:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements