Online Bible

- Advertisements -




Johane 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndokusaka vabereki vake vakati, “Inga abve zero wani, mubvunzei iye.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Naiɀoɀo ʋaɓereki ʋake ʋakati: Waaruka hake, mubvunzei henyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Naizvozvo vabereki vake vakati, “Ayaruka hake, mubvunzei henyu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndokusaka vabereki vake vakati, “Inga abve zero wani, mubvunzei iye.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ndokusaka vabereki vake vakati, “Inga abve zero wani, mubvunzei iye.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ndokusaka vabereki vake vakati, “Akura mubvunzei iye.”

See the chapter Copy




Johane 9:23

Follow us:

Advertisements


Advertisements