Johane 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vabereki vake vakapindurawo vachiti, “Chatinoziva isu ndechokuti, uyu mwanakomana wedu, uye kuti akaberekwa ari bofu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋaɓereki ʋake ʋakapindura, ʋakati: Tinoziʋa kuti uyu mŋanakomana weɗu, ʋuye kuti wakaɓerekwa riri ɓofu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Vabereki vake vakapindura, vakati, “Tinoziva kuti uyu mwanakomana wedu, uye kuti akaberekwa riri bofu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vabereki vake vakapindurawo vachiti, “Chatinoziva isu ndechokuti, uyu mwanakomana wedu, uye kuti akaberekwa ari bofu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vabereki vake vakapindurawo vachiti, “Chatinoziva isu ndechokuti, uyu mwanakomana wedu, uye kuti akaberekwa ari bofu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vabereki vake vakati, “Tinoziva kuti ndiye mwanakomana wedu, uye tinoziva kuti akaberekwa ari bofu. See the chapter |