Online Bible

- Advertisements -

Johane 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 VaJudha havana kudavira kuti akambenge ari bofu. Uye kuti akanga asvinudzwa maziso kusvikira vatodaidza vabereki vomunhu uya akanga asvinudzwa maziso.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Naiɀoɀo ʋaJuda haʋana‐kutenda pamsoro pake, kuti wakaŋga ari ɓofu, akazoʋona, kuȿikira ʋaɗana ʋaɓereki ʋowakaʋoneswa,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Naizvozvo vaJudha havana kutenda pamusoro pake, kuti akanga ari bofu, akazoona, kusvikira vadana vabereki vowakaoneswa,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 VaJudha havana kudavira kuti akambenge ari bofu. Uye kuti akanga asvinudzwa maziso kusvikira vatodaidza vabereki vomunhu uya akanga asvinudzwa maziso.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 VaJudha havana kudavira kuti akambenge ari bofu. Uye kuti akanga asvinudzwa maziso kusvikira vatodaidza vabereki vomunhu uya akanga asvinudzwa maziso.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Kunyange zvakadaro, vaJudha havana kubvuma kuti akanga ari bofu uye kuti akanga asvinudzwa meso ake, kusvikira vadana vabereki vake.

See the chapter Copy

Johane 9:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements