Johane 8:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Jesu akapindura achiti, “Ini handina mweya wakaipa. Ini ndinoremekedza Baba vangu asi imi munondishora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Jesu akapindura, akati: Handinomŋeya wakaipa, asi ndinokudza Ƃaɓa ʋaŋgu, ɀino imi mondiɀidza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Jesu akapindura, akati, “Handina mweya wakaipa, asi ndinokudza baba vangu, zvino imi mondizvidza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Jesu akapindura achiti, “Ini handina mweya wakaipa. Ini ndinoremekedza Baba vangu asi imi munondishora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Jesu akapindura achiti, “Ini handina mweya wakaipa. Ini ndinoremekedza Baba vangu asi imi munondishora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Jesu akati, “Handina kubatwa nedhimoni ini, asi ndinokudza Baba vangu uye imi munondizvidza. See the chapter |