Johane 7:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 kusiya vanamunhuwo zvavo ava vasingazivi mutemo uye vane rushambwa ava?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Asi ʋanhu aʋa ʋazhinji, ʋasiŋgaziʋi murairo, ʋakatukwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Asi vanhu ava vazhinji, vasingazivi murayiro, vakatukwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 kusiya vanamunhuwo zvavo ava vasingazivi mutemo uye vane rushambwa ava?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 kusiya vanamunhuwo zvavo ava vasingazivi mutemo uye vane rushambwa ava?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Kwete! Asi vanhu vazhinji ava vasingatongozivi murayiro, vakatukwa ava.” See the chapter |