Johane 7:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kunobva munhu uyu tinokuzivaka isu asi kana Mesia ouya hapana anoziva kwaanobva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino uyu tinoziʋa kwaanobva, asi Kristu kana aciȿika, hakunomunhu uŋgaziʋa kwaanobva. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino uyu tinoziva kwaanobva, asi Kristu kana achisvika, hakuna munhu angaziva kwaanobva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kunobva munhu uyu tinokuzivaka isu asi kana Mesia ouya hapana anoziva kwaanobva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Kunobva munhu uyu tinokuzivaka isu asi kana Mesia ouya hapana anoziva kwaanobva.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Asi tinoziva kunobva murume uyu; Kristu paanouya, hakuna munhu achaziva kwaanobva.” See the chapter |