Johane 7:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋamŋe ʋeJerusarema ʋakati: Ko haazi iye waʋaitȿaka kuʋuraya here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Panguva iyoyo vamwe vanhu veJerusarema vakatanga kubvunzana vachiti, “Ko, uyu haasiye murume uya wavari kuedza kuuraya here? See the chapter |