Johane 7:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akapindura achiti, “Zvandinokudzidzisai hazvisi zvomusoro wangu asi zvinobva kunaiye akandituma. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jesu akapindura, akati: Kudzidzisa kwaŋgu hakuzi kwaŋgu, asi ndokwowakandituma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Jesu akapindura, akati, “Kudzidzisa kwangu hakusi kwangu, asi ndokwoakandituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akapindura achiti, “Zvandinokudzidzisai hazvisi zvomusoro wangu asi zvinobva kunaiye akandituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Jesu akapindura achiti, “Zvandinokudzidzisai hazvisi zvomusoro wangu asi zvinobva kunaiye akandituma. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jesu akapindura akati, “Kudzidzisa kwangu hakuzi kwangu pachangu. Kunobva kuna iye akandituma. See the chapter |