Johane 6:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera, nokuti ʋakaʋona ɀiratidzo ɀaaiita kuʋarwere. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera, nokuti vakaona zviratidzo zvaaiita kuvarwere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye vazhinji zhinji vakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakanga aita pavarwere. See the chapter |